NHARIREYOMURINDI August 2014 | Mwari Ane Hanya Newe Here?

Kana Mwari aine hanya, anozviratidza sei?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Ane Hanya Newe Here?

Mwari Wemasimbaose ane hanya newe zvechokwadi here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Anokuchengetedza

Sei Mwari achinzi “Mwari anoona”?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Anokunzwisisa

Mwari paanoongorora mwoyo wako, haangooni zvaunotadza chete.

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Anogona Kukunyaradza

Ko kana matambudziko ako achiita semadiki-diki, kana uchifunga nezvemabhiriyoni evanhu vari munyika, uye vakawanda vacho vatori nematambudziko akakura?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Anoda Kuti Uve Pedyo Naye

Ko kana uchitenda muna Mwari asi usinganzwi uri pedyo naye?

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Ndakarwa Hondo Yangu Ndega Yekurwisa Udzvinyiriri Uye Chisimba

Antoine Touma aiva nyanzvi yeKung Fu, asi rugwaro rwa1 Timoti 4:8 rwakachinja upenyu hwake.

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

“Ndapota, Teererai Hope Idzi”

Matambudziko aiva mumhuri yaJosefa anopa chidzidzo chinokosha kune vari mumhuri dzekurera.

OUR READERS ASK

Ndiani Akasika Mwari?

Kutenda kuti Mwari akagara aripo hakuna musoro here?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Zvinoita here kuti zvinzi zvimwe zvitendero hazvifadzi Mwari wechokwadi?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Mwari Ariko Here Zvechokwadi?

Bhaibheri rinoti Mwari ndiye akasika zvinhu zvose, asi ane hanya nesu here?