NHARIREYOMURINDI Nhamba 3 2019 | Munhu Akafa Zvatopera Here?

Mubvunzo uyu unonetsa vakawanda, zvaunotenda panyaya iyi zvine zvazvinoita paupenyu hwako.

Rufu Harunzvengeki

Tingaedza zvese zvatinogona, asi tinongokwegura, uye tinofa. Kana munhu akafa zvatopera here?

Vanhu Havadi Kufa

Dzimwe nyanzvi dzesainzi dziri kutsvaga chingaita kuti vanhu vasachembera. Vakawanei muongororo dzavakaita?

Takasikwa Kuti Tirarame Nekusingaperi

Munhu wese anoda kurarama kwemakore akawanda achifara.

Nei Tichichembera Uye Tichifa?

Chakanga chisiri chinangwa chaMwari kuti vanhu vafe. Vabereki vedu vekutanga vakasikwa vasina chivi zvekuti vangadai vari vapenyu nhasi.

Rufu Ruchakundwa Sei?

Mwari akaita urongwa hwekuti tinunurwe parufu nekutipa chibayiro cherudzikinuro.

Ungaitei Kuti Uzorarama Nekusingaperi?

Pane “mugwagwa” waunofanira kufamba nawo kuti uwane upenyu huchapiwa vanhu naMwari.

Tinogona Kufara Iye Zvino

Mazano ari muBhaibheri anogona kukubatsira sei kuti ugutsikane, usimbise wanano yako uye utsungirire kana uchirwara?

Hama Dzedu Dzakafa Tichazombodziona Here?

Bhaibheri rinotipa mhinduro yemubvunzo iwoyo.