Enda pane zvauri kuda

Kushanduka-shanduka Uye Kusikwa

Zvakashanduka-shanduka Here Kana Kuti Zvakasikwa

Upenyu Hwakatanga Sei?

Vanhu vakawanda vakadzidza uye nyanzvi dzesainzi havagutsikani netsanangudzo yekuti zvinhu zvakaita zvekushanduka-shanduka.

Zvinotaurwa neBhaibheri nezveMusiki

Zvarinotaura zvinoenderana here nezvinotaurwa nesainzi?

Mwari Akaita Kuti Zvinhu Zvishanduke-shanduke Here Kuti Pave Nemarudzi Akasiyana-siyana Ezvinhu Zvipenyu?

Hapana chiri muBhaibheri chinopesana nezvakaonekwa nevesainzi kuti zvisikwa zverudzi rumwe chete zvinogona kusiyana-siyana.

Vechiduku Vanotaura Nezvekutenda Kuti Mwari Ariko

Vhidhiyo iyi yemaminitsi 3 iri kuratidza vari kuyaruka vachitsanangura zvinoita kuti vabvume kuti kune Musiki.

Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Ukuru hwaMwari

Zuva rimwe nerimwe ndezvipi zvinhu zvaunoona zvakasikwa naMwari? Tinogona kuona uchenjeri hwake uye rudo rwake rwakadzama kubva pazvinhu zvaakasika.

Kushamisa Kunoita Carbon

Carbon inokosha chaizvo kuti zvinhu zvirarame. Nemhaka yei?

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 1: Sei Tichiti Mwari Ariko?

Unoda here kutsanangurira vamwe usingatyi kuti nei uchitenda kuti Mwari ariko? Verenga nyaya ino unzwe mazano aungashandisa.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 2: Nei Tichiti Hatina Kubva Kumhuka?

Zvikonzero 2 zvinoratidza kuti nyaya yokuti vanhu vakabva kumhuka ndeyenhema.