Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

JW LANGUAGE

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW Language (iOS)

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW Language (iOS)

Mamwe mavara anoshandiswa pakunyora mimwe mitauro yakadai sechiThai, anonyorwa akanyanyisa kudzika kana kukwirira, uye mamwe mavara acho anonyorwa aine nyora dzakakurisa. Dzimwe nguva iOS inotadza kubudisa mashoko emitauro iyi sezvaari chaizvo.

 

JW Language inoshanda pamidziyo inotevera:

  • iPad 2 nemamwe matsva kuidarika (ane iOS 7.0 kana kuti imwe iri pamberi peiyi)

  • iPad Mini (ine iOS 7.0 kana kuti imwe iri pamberi peiyi)

  • iPhone 4 nemamwe matsva kuidarika (ane iOS 7.0 kana kuti imwe iri pamberi peiyi)

  • iPod Touch (generation 5) (ine iOS 7.0 kana kuti imwe iri pamberi peiyi)

Hapana urongwa hwekuti ishande pamidziyo inotevera:

  • iPad 1

  • iPhone 3GS nemamwe akaitangira kubuda

 

Shamwari inoziva nezveJW Language inogona kukubatsira. Kana isingakwanisi, tapota zadza uye tumira fomu redu repaIndaneti rekukumbira rubatsiro (Rinongowanika muChirungu chete).