Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

RWIYO 67

“Paridza Shoko”

“Paridza Shoko”

(2 Timoti 4:2)

  1. 1. Mwari arayira nhasi;

    Atipa mutemo, tite’rere.

    Ugare wakagadzirira

    Chikonzero chetariro yako.

    (KORASI)

    Uparidze,

    Vanofanira kunzwa!

    Paridza,

    Mugumo waswedera.

    Paridza,

    Ubatsire vanyoro.

    Paridza,

    Kwese kwese!

  2. 2. Tichanangana nenhamo;

    Tichapikiswa uye kuzvidzwa.

    Kuparidzira kungaoma,

    Tichavimba naMwari mukuru.

    (KORASI)

    Uparidze,

    Vanofanira kunzwa!

    Paridza,

    Mugumo waswedera.

    Paridza,

    Ubatsire vanyoro.

    Paridza,

    Kwese kwese!

  3. 3. Mumwaka wekufarirwa,

    Tofanira kudzidzisa vese.

    Tinozivisa ruponeso;

    Zita raJehovha rotsveneswa.

    (KORASI)

    Uparidze,

    Vanofanira kunzwa!

    Paridza,

    Mugumo waswedera.

    Paridza,

    Ubatsire vanyoro.

    Paridza,

    Kwese kwese!