Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Shoko Renyu Rinogara Nekusingaperi

Shoko Renyu Rinogara Nekusingaperi

Dhaunirodha:

  1. 1. Vakatsvaga Mwari

    Vachizvininipisa.

    Vakatenda Jehovha

    Nokuvaratidza rudo.

    Vane zita renyu,

    Voparidza Umambo.

    Zviri muShoko renyu.

    Shoko rinoratidza nzira.

    Vanonyatsokudai,

    Vane zvavakaitawo—

    Pakuchengeta Shoko renyu,

    Vamwe vanzwewo nezvenyu.

    (KORASI)

    Shoko renyu rinogara,

    Zvirimo zvakadzama.

    Zvamunotaura zvinotinyaradza,

    Ndinoda kuzvichengeta.

  2. 2. Ho-o, vavengi vakaedza zvose,

    Vakakundikana.

    Vanoda Shoko raMwari

    Havana kusiya Mwari.

    Pakapiswawo Bhaibheri,

    Havana kumbotya kufa.

    Nokutenda kwavo, nokuparidzira,

    Zvamaida zvakaitwa.

    (KORASI)

    Uye Shoko renyu rinogara,

    Zvirimo zvakadzama.

    Zvamunotaura zvinotinyaradza,

    Ndinoda kuzvichengeta.

  3. 3. Uye zita renyu ndiJehovha.

    Riri muShoko renyu.

    Roramba riripo,

    Muri wechokwadi,

    Uye tokurumbidzai.

    (KORASI)

    Shoko renyu rinogara,

    Zvirimo zvakadzama.

    Zvamunotaura zvinotinyaradza,

    Ndinoda kuzvichengeta,

    Nguva dzose.