NHARIREYOMURINDI August 2015 | Vakafa Vachararamazve Here?

Bhaibheri rinopindura mubvunzo uyu uye rinopa zvikonzero zvakasimba zvinoita kuti tivimbe nezvarinotaura.

NYAYA IRI PAKAVHA

Chii Chinoitika Kumunhu Paanofa?

Bhaibheri rinotaura nezvevanhu 8 vakamuka kubva kuvakafa. Pane zvavakataura zvaiitika kwavari pavakanga vakafa here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Vakafa Vachamuka Here?

Sei Mwari achizomutsa vasina kururama?

NYAYA IRI PAKAVHA

Tinoziva Sei Kuti Vakafa Vachamuka?

Bhaibheri rinotipa zvikonzero zviviri zvinogutsa zvinoita kuti titende kuti vakafa vachamutswa.

NYAYA YEUPENYU

Jehovha Akandipa Zvinopfuura Zvandaikodzera Kuwana

Alarcón akava netariro muupenyu pashure pekuita tsaona ari pamudhudhudhu iyo yakamuremadza kubva pamutsipa zvichidzika.

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

‘Ndakasimuka Saamai Pakati paIsraeri’

Nyaya iri muBhaibheri inotaura nezvaDhibhora inotidzidzisei nezvekutenda uye kushinga?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Upenyu hwedu hune chinangwa here? Vanhu vakasikirwei?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ungakurira Sei Dambudziko Rokutya Rufu?

Unogona kunakidzwa noupenyu kana ukasanyanya kutya rufu.