NHARIREYOMURINDI June 2013 | Rusaruro Ruchapera Rini?

Mwari chete ndiye anogona kupedza rusaruro zvachose. Achazviita sei uye rini?

NYAYA IRI PAKAVHA

Rusaruro—Dambudziko Riri Munyika Yose

Chii chinonzi rusaruro? Nei ringanzi idambudziko remunhu mumwe nomumwe asi richiwanika munyika yose?

NYAYA IRI PAKAVHA

Rusaruro Ruchapera Rini?

Zvakaitika kune vamwe zvinoratidza kuti Bhaibheri riri kutobatsira sei vanhu kuti vakunde rusaruro. Ruchanyatsopedzwa rini?

SWEDERA PEDYO NAJEHOVHA

Jehovha “Haasaruri”

Mwari anoteerera minyengetero yevanamati vake pasinei nerudzi rwavo, nyika yavo, kana mamiriro avo ezvinhu. Tinozviziva sei?

Pfuma Yakavanzwa Kwemazana Emakore

Ona kuti shanduro yekare kupfuura dzose yeBhaibheri remutauro wechiGeorgian yakawanikwa sei.

Tinofanira Kunyengetera Kuvasande Here?

Zvinotaurwa neMagwaro nezvekunyengetera kuvasande zvinosanganisira mhinduro yomubvunzo uyu: Unofanira kutya kutaura naMwari here?

DZIDZISAI VANA VENYU

Tingadzidzei Kubva Kumutadzi?

Ava pedyo nokufa, Jesu akavimbisa mutadzi aiva pedyowo nokufa kuti aizorarama muParadhiso. Jesu airevei, uye Paradhiso iyoyo ichange yakaita sei?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Pasinei nezvinoedza kuitwa nevakawanda, vanhu havasi kukwanisa kuita kuti panyika pave nerugare. Ona kuti nei.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Zvapupu zvaJehovha Zvinoshora Zvimwe Zvitendero Here?

Ona kuti sei vaKristu vechokwadi vachizivikanwa nokusashora zvimwe zvitendero.