NHARIREYOMURINDI Nhamba 2 2020 | Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

Vanhu vava nemakore vachibvunza mubvunzo uyu. Bhaibheri rine mhinduro yacho.

“Umambo Hwenyu Ngahuuye”—Munyengetero Unogara Uchiitwa Nevakawanda

Mibvunzo ipi yatinofanira kupindura panyaya yeUmambo hwaMwari kuti tinzwisise zvinorehwa nemunyengetero uyu?

Nei Tichida Umambo hwaMwari?

Kana vanhu vakatongana pachavo, zvinokonzera matambudziko.

Ndiani Mambo weUmambo hwaMwari?

Vanyori veBhaibheri vakataura mazivire atingaita munhu aizova Mutongi weUmambo hwaMwari. Hakuna mumwe munhu anonyatsoenderana nezvavakataura kunze kwaJesu.

Umambo hwaMwari Huchatonga Riini Panyika?

Vamwe vateveri vaJesu vaida kuziva kuti Umambo hwaMwari huchatanga kutonga riini. Jesu akavapindura sei?

Umambo hwaMwari Huchaitei?

Jesu aiziva kuti Umambo hwaMwari ndihwo hwega hunokwanisa kugadzirisa zvinhu panyika. Zvii zvakatoitwa neUmambo zvinoita kuti tive nechokwadi nazvo?

Tsigira Umambo hwaMwari Iye Zvino!

Jesu akaudza vateveri vake kuti vatange kutsvaga Umambo. Ungazviita sei?

Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

Vanhu vakawanda vanonyengeterera kuti Umambo hwaMwari huuye, asi wakambozvibvunza here kuti chii chinonzi Umambo hwaMwari uye kuti huchaitei?