Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mashoko Ekutanga

Mashoko Ekutanga

Munguva dzino dzakaoma wanano uye mhuri padziri kuva nematambudziko akawanda, zvinoita here kuti mufare semhuri? Iyi haisi nyaya diki. Asi pane kwamungawana rubatsiro. Kunyange zvazvo bhurocha rino risiri bhuku rine mashoko ose anotaura nezvewanano, rine mashoko nemazano eBhaibheri anoshanda. Kana mukaashandisa zvakanaka, achaita kuti mhuri yenyu ifare.