Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raRevhitiko

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Chibayiro chinopiswa (1-17)

  • 2

    • Mupiro wezviyo (1-16)

  • 3

    • Chibayiro cherugare (1-17)

      • Musadya mafuta kana ropa (17)

  • 4

    • Chibayiro chechivi (1-35)

  • 5

    • Zvimwe zvivi uye zvibayiro zvaifanira kupiwa (1-6)

      • Kutaura chivi chakaitwa nemumwe munhu (1)

    • Mipiro yaigona kupiwa nevarombo (7-13)

    • Chibayiro chemhosva chemunhu anotadza asingazivi (14-19)

  • 6

    • Mamwe mashoko nezvechibayiro chemhosva (1-7)

    • Zvinoitwa pakupa mipiro (8-30)

      • Chibayiro chinopiswa (8-13)

      • Mupiro wezviyo (14-23)

      • Chibayiro chechivi (24-30)

  • 7

    • Zvinoitwa pakupa mipiro (1-21)

      • Chibayiro chemhosva (1-10)

      • Chibayiro cherugare (11-21)

    • Kurambidzwa kudya mafuta kana kuti ropa (22-27)

    • Mugove wemupristi (28-36)

    • Mhedziso panyaya yemipiro (37, 38)

  • 8

    • Kugadzwa kweupristi hwaAroni (1-36)

  • 9

    • Aroni anopa mipiro (1-24)

  • 10

    • Moto unobva kuna Jehovha unouraya Nadhabhi naAbhihu (1-7)

    • Zvinofanira kuitwa nevapristi panyaya yekunwa nekudya (8-20)

  • 11

    • Mhuka dzakachena nedzisina kuchena (1-47)

  • 12

    • Kucheneswa kwemukadzi pashure pekusununguka (1-8)

  • 13

    • Zvinoitwa kana pakaitika maperembudzi (1-46)

    • Maperembudzi pazvipfeko (47-59)

  • 14

    • Kucheneswa pamaperembudzi (1-32)

    • Kucheneswa kwedzimba dzine maperembudzi (33-57)

  • 15

    • Kusachena kwekubuda zvinoyerera (1-33)

  • 16

    • Zuva Rekuyananisira (1-34)

  • 17

    • Tebhenekeri, pekupisira zvibayiro (1-9)

    • Kurambidzwa kudya ropa (10-14)

    • Zvinofanira kuitwa kana munhu adya mhuka yakafa yega (15, 16)

  • 18

    • Kurara nevanhu kusingabvumirwi uye kurara nemhuka (1-30)

      • Musatevedzera vaKenani (3)

      • Kurara nemunhu weukama (6-18)

      • Kurara nemunhu ari kumwedzi (19)

      • Ungochani (22)

      • Kurara nemhuka (23)

      • ‘Rambai makachena kuti nyika isazokurutsai’ (24-30)

  • 19

    • Mitemo yakasiyana-siyana nezvekuva vatsvene (1-37)

      • Makohwero anofanira kuitwa (9, 10)

      • Kufunga nezvematsi uye mapofu (14)

      • Kutaura zvenhema nezvevamwe (16)

      • Usachengeta chigumbu (18)

      • Kurambidzwa kuita zvemashiripiti uye zvemasvikiro (26, 31)

      • Kuzvicheka-cheka uchizvinyora kunorambidzwa (28)

      • Kuremekedza vakwegura (32)

      • Mabatiro anofanira kuitwa vatorwa (33, 34)

  • 20

    • Kunamata Moreki; kuita zvemasvikiro (1-6)

    • Ivai vatsvene uye remekedzai vabereki (7-9)

    • Anorara nemunhu zvisingabvumirwe nemutemo uye anorara nemhuka anofanira kuurayiwa (10-21)

    • Rambai muri vatsvene kuti murambe muri munyika yacho (22-26)

    • Masvikiro anofanira kuurayiwa (27)

  • 21

    • Vapristi vanofanira kuva vatsvene uye vasina kusvibiswa (1-9)

    • Mupristi mukuru haafaniri kuzvisvibisa (10-15)

    • Vapristi havafaniri kunge vakaremara (16-24)

  • 22

    • Kuchena kwevapristi uye kudya zvinhu zvitsvene (1-16)

    • Mhuka dzakanaka chete ndidzo dzinofanira kupiwa sezvibayiro (17-33)

  • 23

    • Mazuva matsvene nemitambo (1-44)

      • Sabata (3)

      • Paseka (4, 5)

      • Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso (6-8)

      • Mupiro wezvibereko zvekutanga (9-14)

      • Mutambo Wemavhiki (15-21)

      • Makohwero anofanira kuitwa (22)

      • Mutambo Wekurira Kwebhosvo (23-25)

      • Zuva Rekuyananisira (26-32)

      • Mutambo Wematumba (33-43)

  • 24

    • Mafuta emumarambi etebhenekeri (1-4)

    • Zvingwa zvekuratidza (5-9)

    • Munhu akamhura zita raMwari anourayiwa (10-23)

  • 25

    • Gore reSabata (1-7)

    • Gore reJubheri (8-22)

    • Kudzorerwa kwemunda kana kuti imba (23-34)

    • Kubata varombo zvakanaka (35-38)

    • Mitemo pamusoro pevaranda (39-55)

  • 26

    • Siyanai nezvidhori (1, 2)

    • Makomborero ekuteerera (3-13)

    • Kurangirwa kusateerera (14-46)

  • 27

    • Kudzikinurwa kwezvinhu zvinenge zvakaitirwa mhiko (1-27)

    • Zvinhu zvinenge zvakatsaurirwa kuna Jehovha zvachose (28, 29)

    • Kudzikinurwa kwezvegumi (30-34)