Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

B9

Nyika Dzakataurwa naDhanieri Kuti Dzaizova Nesimba

Bhabhironi

Dhanieri 2:32, 36-38; 7:4

607 B.C.E. Mambo Nebhukadhinezari anoparadza Jerusarema

Medhiya nePezhiya

Dhanieri 2:32, 39; 7:5

539 B.C.E. Umambo uhwu hunokunda Bhabhironi

537 B.C.E. Koreshi anozivisa kuti vaJudha vadzokere kuJerusarema

Girisi

Dhanieri 2:32, 39; 7:6

331 B.C.E. Alexander anokunda Pezhiya

Roma

Dhanieri 2:33, 40; 7:7

63 B.C.E. Roma inotonga Israeri

70 C.E. Roma inoparadza Jerusarema

Britain neAmerica

Dhanieri 2:33, 41-43

1914-1918 C.E. Umambo hweBritain neAmerica hunovapo paHondo yeNyika I