Enda pane zvauri kuda

Zvinotaurwa Nevezera Rako

Ona mavhidhiyo evechiduku vari munyika dzakasiyana-siyana vanotaura nezvematambudziko oupenyu uye kukunda kwavanoaita.

 

Ndingataura Sei Nevabereki Vangu?

Zvinogona kutokubatsira kupfuura zvaungafunga.

Zvinotaurwa Nevechiduku Nezvemafoni

Vechiduku vakawanda vanoona zvakavaomera kuti vararame vasina foni. Ndezvipi zvakanakira uye zvakaipira kuva nefoni?

Ndingaita Sei Kana Ndichishungurudzwa?

Ungasakwanisa kuchinja zvinoitwa nemunhu anokushungurudza, asi unogona kuchinja zvauchaita kana washungurudzwa.

Zvinotaurwa Nevechiduku Nezvekuverengera

Inzwa kuti vechiduku vanoti kudii nezvezvakaipira kuverengera uye zvakanakira kunyatsoshandisa nguva yako nokuchenjera.

Vechiduku Vanotaura Nezvokushandisa Mari

Inzwa mazano nezvokushandisa mari zvakanaka, kuisevha, uye kusanyanya kuida.

Ndimbori Ani?

Kuziva mhinduro yacho kunogona kukubatsira ukasanganawo nematambudziko.

Ndingaita Sei Kuti Ndisafurirwe Nevamwe?

Ona kuti zvinotaurwa neBhaibheri zvingakubatsira sei.

Zvinotaurwa Nevechiduku Nezvechimiro

Nei kuva nemuviri wakanaka riri dambudziko rakakura kune vechiduku? Vangabatsirwa sei?

Nei Ndichinyanyonetseka Nezvakaita Muviri Wangu?

Inzwa kuti ungaita sei kuti usanyanyonetseka.

Ndingaita Sei Kana Ndikamanikidzwa Kurara Nemunhu Wandisina Kuroorana Naye?

Mazano matatu emumagwaro anogona kukubatsira kurwisa muedzo.

Zvinotaurwa Nevezera Rako Nezvekushungurudzwa Panyaya Dzepabonde

Inzwa zvinotaurwa nevechiduku vashanu nezvekushungurudzwa uye zvaungaita kana uchinge washungurudzwa.

Vechiduku Vanotaura Nezvekuva Neutano Hwakanaka

Zvinokuomera here kuti udye zvinovaka muviri uye kuita maekisesaizi? Muvhidhiyo ino vechiduku vanotaura zvavanoita kuti vave neutano hwakanaka.

Vechiduku Vanotaura Nezvekutenda Kuti Mwari Ariko

Vhidhiyo iyi yemaminitsi 3 iri kuratidza vari kuyaruka vachitsanangura zvinoita kuti vabvume kuti kune Musiki.

Zvine Musoro Here Kutenda Kuti Mwari Ariko?

Ona vechidiki vaviri vakatsvaga mhinduro dzemibvunzo yavaiva nayo vakasimbisa kutenda kwavo.

Bhaibheri Ringandibatsira Sei?

Mhinduro yacho inogona kukubatsira kuti uwedzere kufara.

Inzwa Vechidiki Vachitaura Nezvekuverenga Bhaibheri

Vamwe vanhu vanoomerwa nekuverenga, asi kuverenga Bhaibheri kunobatsira. Inzwa vechidiki 4 vachitaura kubatsirwa kwavakaita nekuverenga Bhaibheri.

Zvinoita Kuti Nditende—Zvakanakira Mitemo yaMwari

Vechidiki vanotsanangura kuti vakanzvenga sei matambudziko akasangana nevakawanda vavaidzidza navo.

Uhwu Ndihwo Upenyu

Unoda kugutsikana muupenyu here? Ona vhidhiyo inoratidza kufara kuri kuita Cameron pasinei nenyika yaari kugara.