Enda pane zvauri kuda

Kudzidzisa Pachishandiswa Mifananidzo

Prindai mifananidzo ine nyaya idzi kuti mugodzishandisa pamuchazoita kunamata kwenyu kwemhuri. Dhaunirodha uye prindai nyaya imwe neimwe, pedzisai kujoina nhamba dziripo uye chipendai mufananidzo wacho, kana mapedza chipindurai mibvunzo iripo.