Enda pane zvauri kuda

Rwiyo 89​—Teerera, Uzviite, Ukomborerwe

Rwiyo 89​—Teerera, Uzviite, Ukomborerwe

Tinogona kuva shamwari dzaJehovha nokuimba nziyo. Imba pamwe chete naKuda naSarudzai nezvekukomborerwa kwaunoitwa kana ukateerera Jehovha.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

MAVHIDHIYO

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha

Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.