Enda pane zvauri kuda

Chidzidzo 11: Regerera Vamwe

Chidzidzo 11: Regerera Vamwe

Zvinorevei kuregerera vamwe?

 

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Unofanira Kuita Sei?

Ona vhidhiyo yakanzi “Regerera Vamwe” woprinda nyaya yacho wobva wapenda mufananidzo unoratidza zvatinofanira kuita.

MAVHIDHIYO

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha

Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.