Enda pane zvauri kuda

Ona Uri muParadhiso

Ona Uri muParadhiso

Ungatanga sei kutaura nevamwe nezveParadhiso? Ona kuti ungazviita sei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Ona Uri muParadhiso

Unombozviona uri munyika itsva here?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.