Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Romania

  • Bucharest, Romania​—Kuudza mumwe mukadzi mashoko ari muBhaibheri

Zvapupu zvaJehovha—Romania

  • Vagari vemo—18 944 000
  • Zvapupu zvaJehovha—39 723
  • Ungano—528
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa480

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Ndakafirwa naBaba Ndikawana Vamwe Baba

Verenga nyaya yaHama Gerrit Lösch, nhengo yeDare Rinodzora.