Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Nepal

  • Tharpu Village, Nepal—Kukurukura zviri muBhaibheri nemurimi anotaura Tamang

Zvapupu zvaJehovha—Nepal

  • Vagari vemo—29 165 000
  • Zvapupu zvaJehovha—2 823
  • Ungano—43
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa10 465

MUKAI!

“Wainyatsoona Kuti Vane Rudo”

Musi weMugovera, 25 April 2015, kuNepal kwakaitika kudengenyeka kwenyika kwaityisa chaizvo. Zvapupu zvaJehovha zvakaratidza sei rudo rwechokwadi?

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda

Hanzvadzi dzakawanda dzakanoshumira mhiri kwemakungwa dzaimbozeza kutamira kune dzimwe nyika. Chii chakadzibatsira kuti dzive neushingi? Dzakadzidzei kwadzakatamira?