Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Mexico

  • Palacio de Bellas Artes, Mexico City, Mexico—Kudzidzisa vanhu zviri muBhaibheri

  • Betania, Chiapas State, Mexico—Kuratidza munhu bhuku rine mashoko emuBhaibheri mumutauro wechiTzotzil

  • San Miguel de Allende, Guanajuato State, Mexico​—Vakadzi vari kuverengera mumwe murume Bhaibheri

Zvapupu zvaJehovha—Mexico

  • Vagari vemo—132 834 000
  • Zvapupu zvaJehovha—864 738
  • Ungano—12 706
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa155

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

“Tichava Nerimwe Gungano Riini?”

Chii chakaita kuti gungano diki rakaitirwa muMexico City muna 1932 rikoshe chaizvo?

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuMexico

Ona kuwanda kwevechiduku vakakunda zvipingamupinyi kuti vawedzere ushumiri hwavo hwechiKristu.