Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Myanmar

  • Tha Bawt Ngu, Myanmar—Kupa munhu bhuku rinotsanangura zviri muBhaibheri

Zvapupu zvaJehovha—Myanmar

  • Vagari vemo—56 145 000
  • Zvapupu zvaJehovha—5 171
  • Ungano—96
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa10 962

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuMyanmar

Nei Zvapupu zvaJehovha zvakawanda zvakaenda kunobatsira pabasa rekukohwa kuMyanmar?

ZVIITIKO ZVINOKOSHA

Dai Tangoramba Tiri Pano

Ona kudanana uye kubatana kwakaita vanhu vemarudzi akasiyana-siyana uye vanotaura mitauro yakasiyana pagungano guru remunharaunda rakaitwa muYangon, kuMyanmar.