Zvapupu zvaJehovha—Ghana
- Vagari vemo—33 063 000
- Zvapupu zvaJehovha—153 657
- Ungano—2 484
- Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa220
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuGhana
Vaya vanosarudza kuenda kunoshumira kunodiwa vaparidzi veUmambo vakawanda vanosangana nematambudziko akawanda asiwo vanowana makomborero akawanda.