Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Cameroon

  • Buea, Cameroon​—Kuparidzira munhu ari kunhonga tii pedyo neCameroon Mountain

Zvapupu zvaJehovha—Cameroon

  • Vagari vemo—28 608 000
  • Zvapupu zvaJehovha—44 558
  • Ungano—500
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa665

MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO

Kupedza Kuvaka COVID-19 Isati Yatanga

Takanga takaronga kuvaka nekugadziriridza zvivakwa zvekunamatira zvinopfuura 2 700 mugore rebasa ra2020. Chirwere cheCOVID-19 chakavhiringidza sei urongwa uhwu?

MUKAI!

Kushanyira kuCameroon

Ziva nezvetsika uye vanhu venyika iyi yomuAfrica.