Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Switzerland

  • Zurich, Switzerland​—Kuzivisa mashoko emuBhaibheri vachishandisa zvikwangwani zvavakabata

  • Montreux, Switzerland​—Kuratidza munhu mabhuku anotaura nezveBhaibheri pedyo neChâteau de Chillon

  • Lucerne, Switzerland​—Kuratidza vhidhiyo inotaura nezveBhaibheri iri pajw.org

  • Lavaux, Switzerland​—Kuparidza mashoko emuBhaibheri

Zvapupu zvaJehovha—Switzerland

  • Vagari vemo—8 813 000
  • Zvapupu zvaJehovha—20 024
  • Ungano—258
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa445

KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU

Vakapa Zvakanakisisa Zvavaiva Nazvo

Zvapupu zvaJehovha zvakabatsira sei vavanonamata navo pakapera hondo yenyika yechipiri?