Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Benin

  • Pedyo neBoukoumbé, Benin​—Kupa munhu bhuku rinonzi Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

Zvapupu zvaJehovha—Benin

  • Vagari vemo—13 124 000
  • Zvapupu zvaJehovha—14 838
  • Ungano—260
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa930

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—KuWest Africa

Chii chakaita kuti vamwe vagari vekuEurope vatamire kuWest Africa, uye zvinhu zvakazovafambira sei?

NHARIREYOMURINDI

Ndichazvigona Here?

Verenga unzwe nezvemumishinari wokuBenin akadzidzira mutauro wemasaini kuti abatsire matsi kuti dzive noukama hwepedyo naMwari.