Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Ida Vanhu Vose

Nei tichifanira kuda vanhu vose?

Remekedza Vanhu Vakuru

Ungaratidza sei kuti unoremekedza vanhu vakura vava nemakore akawanda vachinamata Jehovha?

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 1)

Dzidzira kubata nemusoro mazita emabhuku eMagwaro echiHebheru kubva kuna Genesisi kusvika kuna Isaya.

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 2)

Dzidzira kubata nemusoro mazita emabhuku eMagwaro echiHebheru kubva kuna Jeremiya kusvika kuna Maraki.

Onawo Zvakanaka Zvinoitwa Nevamwe

Ungaratidza sei kuti unoonga vanhu vanokuitira zvinhu zvakanaka?

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 3)

Dzidzira kurongwa kwakaitwa mabhuku eMagwaro echiKristu echiGiriki kubva pana Mateu kusvika pana Zvakazarurwa.

Upenyu hwaJesu

Jesu akaitei paaiva panyika uye achaitei nekukurumidza?

Kuzivana Neshamwari dzaJehovha

Dzidza nezveshamwari dzaJehovha dziri muBhaibheri.

Nyengetererawo Vamwe

Nei uchifanira kunyengetererawo vamwe?

Ndava Kuda Kuita Zvihombe

Ndezvipi zvaunoda kuita pakunamata?

Ndakasikwa Zvakazonaka

Unokwanisa kuona, kunzwa, kuseka uye kutamba nekuti Jehovha akakusika nenzira yakazonaka.

Jehovha Ishamwari Yangu

Ita kuti Mwari ave shamwari yako!

Iva Shamwari yaJehovha—Rwiyo

Ungava sei shamwari yaMwari?

Tinofarira Kunamata Kwemhuri

Kunamata kwemhuri kuchakubatsira kuti uswedere pedyo naJehovha.

Mhuri Yedu Iyi

Imba uchitaura nezvekuda kwaunoita mhuri yenyu.

Ndinokutendai Nezvamuri

Tenda vanhu vakakupoteredza, uye iva neushamwari hwakasimba navo!

Iva Akavimbika

Ungadzivirira sei chokwadi?

Tevedzera Noa

Jehovha achakubatsira kuti urambe wakatendeka saNoa.

Esteri Aiva Neushingi

Esteri akava neushingi hwekuita zvakanaka—unogona kumutevedzerawo!

Tinotoda Rudo

Ngatitevedzerei Jehovha naJesu nekuratidza vamwe rudo nguva dzese.

Vaapostora 12—Unovaziva Here?

Ngatiedzei kuyeuka mazita evaapostora 12 vaJesu. Unoziva mazita avo vese here?

Mariya—Aida Jehovha Uye Aizvininipisa

Jehovha akashandisa sei mushumiri wake akatendeka Mariya? Teerera rwiyo rwuno rwunonakidza kuti uone kuti ungatevedzera sei unhu hwakanaka hwaiva naMariya.

Rute Aiva Shamwari Yakanaka

Zvii zvaungaita kuti uve shamwari yakanaka saRute?

Vechidiki Tevedzerai Dhavhidhi

Kubvira achiri mudiki uye kweupenyu hwake hwese, Dhavhidhi akaswedera pedyo naJehovha uye aivimba naye.

Mwanangu

Vana chipo chinobva kuna Jehovha. Vaimbire nezveParadhiso ichauya.

Takakumirira

Vasikana vaviri vari kugadzirira kuzoonana nekahanzvadzi kavo pakachazvarwa!

Jehovha, Mai, Neni

Ona kuti Chung-Hee anoratidza sei kuonga amai vake vanoshanda nesimba.

Bata “Zvibereko Zvemweya” Nemusoro

Dzidzira kubata zvibereko zvemweya nemusoro!

Ndanonokerwa Negungano!

Gungano rasvika! Uri kufara here?

Ndoenda Kuna Jehovha

Jehovha anogona kukubatsira kuti unzwe zviri nani.