Enda pane zvauri kuda

Mupambadzi Anodzoka

Mumwe mukomana anotanga kushamwaridzana nevanhu vane mafungiro nemararamiro akasiyana nokurerwa kwaakaitwa kwechiKristu. Paanotanga kuita zvinhu zvakaipa, vanhu vomumhuri make vanoita sei? Zvidzidzo zvipi zvatingawana pamutambo uyu unoratidza matambudziko ari kusangana nevechiduku mazuva ano?