NHARIREYOMURINDI November 2014 | Satani Ariko Here?

Kana Satani asiko, zvinoreva kuti vose vanomutya vakarasika. Asi kana Satani ariko uye achifurira vanhu, zvinoreva kuti ane ngozi kupfuura zvinofungwa nevakawanda.

NYAYA IRI PAKAVHA

Satani Ariko Here?

Satani hunongova uipi here kana kuti chisikwa chisingaoneki?

NYAYA IRI PAKAVHA

Satani Hunongovawo Uipi Here?

Pane nyaya mbiri dzemuBhaibheri dzinonyatsopindura mubvunzo uyu.

NYAYA IRI PAKAVHA

Tinofanira Kutya Satani Here?

Pane zvinhu zvina zvinobva kuna Mwari, zvinokubatsira kukunda Satani.

KUKURUKURA NEMUVAKIDZANI

Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Riini? (Chikamu 2)

Uprofita hwemuBhaibheri uye hope dzakaroteswa mambo wekuBhabhironi naMwari zvinoratidza gore razvakaitika.

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

“Ndingaita Seiko Chinhu Ichi Chakaipa Kwazvo?”

Josefa akaramba sei kuita zvaidiwa nemudzimai waPotifari ainge akatsunga kumunyengera?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Kumutswa kwakaitwa vanhu naJesu kunoratidzei nezvezvaakataura kuti achaita mune ramangwana?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Mwari Ndiye Akasika Dhiyabhorosi Here?

Satani akabva kupi? Ona kuti nemhaka yei Jesu akataura kuti Dhiyabhorosi “haana kumira zvakasimba muchokwadi.“