Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MUKAI! Nhamba 3 2021 | Mwari Ndiye Akasika Zvinhu Here?

Vanhu vanotaura zvakasiyana-siyana nezvematangiro akaita upenyu panyika uye zvinhu zviri muchadenga. Magazini ino yeMukai! ichakubatsira kuti uongorore nyaya iyi, wosarudza kuti wobvuma zvipi. Zvinhu zviri muchadenga zvakangoerekana zvavapo zvega here kana kuti zvakasikwa naMwari? Kuziva chokwadi nezvenyaya iyi kuchakubatsira zvakanyanya.

 

Ungaziva Sei Chokwadi?

Vanhu vakawanda vanonetseka kuti Musiki ariko here uye kuti upenyu hwakatanga sei.

Zvinhu Zviri Muchadenga Zvinotidzidzisei?

Zvinhu zviri muchadenga nepanyika zvinoita sezvakagadzirwa kuti zvinhu zvipenyu zvikwanise kurarama. Kungava here kuri kuti pane akaita kuti zvidaro?

Zvinhu Zvipenyu Zvinotidzidzisei?

Zvinhu zvipenyu zvinoita kuti nyika yedu iyevedze. Zvinhu izvi zvinotiudzei nezvematangiro akaita upenyu?

Zvisingazivikanwi Nenyanzvi Dzesainzi

Nyanzvi dzesainzi dzava kuziva here matangiro akaita upenyu uye zvinhu zviri muchadenga?

Zvinotaurwa neBhaibheri

Zvarinotaura zvinoenderana here nezvinotaurwa nesainzi?

Nei Kuziva Mhinduro Yacho Kuchikosha?

Kubvuma kuti Mwari wemasimbaose ariko kuchakubatsira iye zvino uye mune ramangwana.

Ongorora Uchapupu Hwacho

Zvionere wega kuti pane uchapupu hunoratidza kuti Musiki ariko here.