Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MAZANO EKUBATSIRA VAKAFIRWA

Zviri Mumagazini Ino: Mazano Ekubatsira Vakafirwa

Zviri Mumagazini Ino: Mazano Ekubatsira Vakafirwa
  • KUFIRWA KUNORWADZA

    Kufirwa kunorwadza zvakadii? Nei vanhu vanenge vafirwa vachida kunyaradzwa?

  • ZVAUNOFANIRA KUTARISIRA

    Nyaya iyi inotaura zvinhu zvinofungwa nevanhu nezvekurwadziwa kunoita vanhu vanenge vafirwa uye inotaurawo zvinowanzoitika kwavari. Kana wakafirwa, ona zvinhu zvakasiyana-siyana zvinogona kuitika kwauri.

  • ZVAUNGAITA KUTI UTSUNGIRIRE KANA WAFIRWA

    Zvii zvaungaita kuti usanyanya kurwadziwa? Nyaya iyi inotaura mazano anobva muBhaibheri akabatsirawo vamwe.

  • MAZANO ANONYATSOBATSIRA VAKAFIRWA

    Verenga unzwe kunobva mazano anonyaradza akashandiswa nevakawanda pavaishungurudzika uye kuti ungaashandisawo sei.