Enda pane zvauri kuda

Jakobho, Murume Aida Rugare

Ona kuti Jakobho akaita sei zvese zvaaigona kuti achengetedze rugare. Nyaya yacho yakatorwa pana Genesisi 26:12-24; 27:41–28:5; 29:16-29; 31:36-55; 32:13-20; 33:1-11.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri

Jakobho Anowana Nhaka

Isaka naRibheka vakava nevanakomana vaiva mapatya vainzi Isau naJakobho. Isau ndiye akatanga kuberekwa saka ndiye aiva nekodzero yekuwana nhaka yaikosha. Nei akatengesa nhaka yake kuti angowana ndiro yenyemba?

Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri

Jakobho naIsau Vanotangazve Kuwirirana

Jakobho akaita sei kuti awane chikomborero kubva kungirozi? Uye akaita sei kuti vatangezve kuwirirana naIsau?