Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mufananidzo uri pakavha: Mambokadzi weShebha paakashanya mumuzinda waMambo Soromoni

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Aikoshesa Uchenjeri

Aikoshesa Uchenjeri

Mambokadzi weShebha akafamba rwendo rurefu uye rwakaoma kuti aone Soromoni (2Mak 9:1, 2; w99 11/1 20 ¶4; w99 7/1 30 ¶4-5)

Uchenjeri nepfuma zvaSoromoni zvakaita kuti asare asisina kana neremuromo (2Mak 9:3, 4; w99 7/1 30-31; ona mufananidzo uri pakavha)

Zvaakaona zvakamuita kuti arumbidze Jehovha (2Mak 9:7, 8; it-2-E 990-991)

Mambokadzi weShebha aikoshesa zvikuru uchenjeri zvekuti akazvipira kurasikirwa nezvinhu zvakawanda kuti ave nahwo.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinozvipira kutsvaga uchenjeri sezvandaizoita pfuma yakavanzwa here?’—Zvi 2:1-6.